Duramazwi
go-o
Beginner
Nyaudzosingwi (Ideophone)
English:Salty/Bitter (referring to food)
Shona DefinitionKana chokudya chichiti go-o chinenge chiine munyu wakawandisa. Muriwo waiti go-o kuvava nokuti wakanga warungwa kaviri.

Definitions

Kuti go go go kudhonera kwemvura kana zvimwevo panzvimbo imwe chete.

“dho dho dho .”

Examples

“dho dho dho .”

Quick Reference

What does go-o mean in English?
go-o means "Salty/Bitter (referring to food)" in English.
Definition of go-o
Kuti go go go kudhonera kwemvura kana zvimwevo panzvimbo imwe chete.
Tsanangudzo yego-o
Kana chokudya chichiti go-o chinenge chiine munyu wakawandisa. Muriwo waiti go-o kuvava nokuti wakanga warungwa kaviri.
Part of speech
Nyaudzosingwi (Ideophone)