Duramazwi
gwedeba
Nyaudzosingwi (Ideophone)

Definitions

Kuti gwede kunyatsopindana kwezvinhu zvinenge zvichibatanidzwa kunyanya simbi.

Quick Reference

Definition of gwedeba
Kuti gwede kunyatsopindana kwezvinhu zvinenge zvichibatanidzwa kunyanya simbi.
Part of speech
Nyaudzosingwi (Ideophone)